Call On Me (feat. Georgia Ku)

Call on me

by Sampee

on Call On Me (feat. Georgia Ku) (2021)

Bho here malines ababie aya amana
Wemanuff(Yoh Angel voice records) paita zvelove Lai G Ghettozone
Yoh Gaza tel em we up Sam pee me name


Mai mwana vandinyorera tsamba vati vanondida
Sezvo zvavati vanondida ndakuvapawo mukana
Zvikanzi I wanna be in your heart
I wanna be your wife
I wanna give you everything
Everything that you want

Babie ndinomborota uchinditi unondida
Ndosaka ndichizofona hello

Babie akandifonera manheru
Zvikanzi ndarota me and you
Akanditi guess what ndikati what?
Zvikanzi taitamba chisveru

(Ndikati)Anytime when you need me
Call on me
Anytime when you want me
Call on me

Ok then anondikoresa nerudo runonaka kunge huchi
Rudo rwedu rwakanyanya kunge guchi
Love ine flavor kunge juice
Ndinomuda ndiye ega rangu suchi

Tel em we up andimboda uve worry
Mwanasikana mira ndikuudze kuti why
Mumoyo mangu ndiwe chete uri one
Ndokusaka zvichidai


Babie akandifonera manheru
Zvikanzi ndarota me and you
Akanditi guess what ndikati what?
Zvikanzi taitamba chisveru

(Ndikati)Anytime when you need me
Call on me
Anytime when you want me
Call on me


Anonditi daddy daddy
Ndoda kukuberekera baby baby
Kana usipo ndoita sad sad
You always there in my mind even if you go far away

neniwo ndinomborota uchinditi unondida
Ndosaka ndichizofona hello

manheru uuu
Zvikanzi ndarota me and you
Akanditi guess what ndikati what?
Zvikanzi taitamba chisveru

(Ndikati)Anytime when you need me
Call on me
Anytime when you want me
Call on me


Ok then anondikoresa nerudo runonaka kunge huchi
Rudo rwedu rwakanyanya kunge guchi
Love ine flavor kunge juice
Ndinomuda ndiye ega rangu suchi

Tel em we up andimboda uve worry
Mwanasikana mira ndikuudze kuti why
Mumoyo mangu ndiwe chete uri one
Ndokusaka zvichidai


Babie akandifonera manheru
Zvikanzi ndarota me and you
Akanditi guess what ndikati what?
Zvikanzi taitamba chisveru

(Ndikati)Anytime when you need me
Call on me
Anytime when you want me
Call on me

Song Comments
On Call on me by Sampee

Must have JavaScript enabled to comment.