Mdhara Vachauya

Ndide Ndikude

by Jah Prayzah

on Mdhara Vachauya (2016), Oskid Productions Compilation, Vol. 1 (2017)

[Intro: Jah Prayzah]
(Ndide ndikude)
(Ndide ndikude)
Yeah my baby, ndide ndikude
(Ndikude, ndikude)
Kana pane chaunoda imbomira ndikupe
(Ndikupe, ndikude)
Usandikanye, tambo dzingadambuke
Pakuvira kwezuva, ndirarangireee-e-e
Kana ngoma yorira (simuka)

[Chorus: Jah Prayzah]
Vanokuzeza (simuka)
Vanokusvika mhosva (simuka)
Matambiro aunoita (simuka)
Wooooe-e-e (simuka)
Vanokuzeza (simuka)
Vanokusvika mhosva (simuka)
Matambiro aunoita (simuka)
Wooooe-e-e (simuka)

[Verse 1: Jah Prayzah]
Haatsike pasi, anofambira mudenga darlie wangu
Haatsike pasi, ndizvo zvinonyanyisa kutora mwoyo
Haatsike pasi, anofambira mudenga darlie wangu
Haatsike pasi, ndizvo zvinonyanyisa kutora mwoyo
Kanondibaya, kanondidzora pamwoyo
Karokwe kake kaya kanoti mbambamba
Kanondibaya, kanondidzora pamwoyo
Kashangu kake kaya kanoti kokoko

[Chorus: Jah Prayzah]
Vanokuzeza (simuka)
Vanokusvika mhosva (simuka)
Matambiro aunoita (simuka)
Wooooe-e-e (simuka)
Vanokuzeza (simuka)
Vanokusvika mhosva (simuka)
Matambiro aunoita (simuka)
Wooooe-e-e (simuka)

[Verse 2: Jah Prayzah]
Vanonditarisisa ndinewe
Ngirozi yekudenga yacho zvimwe ndiwe
Handichakumbire, denga rakatambanudza maoko kare
Ngirozi yekudenga yacho zvimwe ndiwe

[Chorus: Jah Prayzah]
Vanokuzeza (simuka)
Vanokusvika mhosva (simuka)
Matambiro aunoita (simuka)
Wooooe-e-e (simuka)
Vanokuzeza (simuka)
Vanokusvika mhosva (simuka)
Matambiro aunoita (simuka)
Wooooe-e-e (simuka)

[Verse 1: Jah Prayzah]
Haatsike pasi, anofambira mudenga darlie wangu
Haatsike pasi, ndizvo zvinonyanyisa kutora mwoyo
Haatsike pasi, anofambira mudenga darlie wangu
Haatsike pasi, ndizvo zvinonyanyisa kutora mwoyo
Kanondibaya, kanondidzora pamwoyo
Karokwe kake kaya kanoti mbambamba
Kanondibaya, kanondidzora pamwoyo
Kashangu kake kaya kanoti kokoko

[Outro: Jah Prayzah]
(Ndide ndikude)
(Ndide ndikude)
Yeah my baby, ndide ndikude
(Ndikude, ndikude)
Kana pane chaunoda imbomira ndikupe
(Ndikupe, ndikude)
Usandikanye, tambo dzingadambuke
(Ndirarangireee-e-e, kana ngoma yorira)

Song Comments
On Ndide Ndikude by Jah Prayzah

Must have JavaScript enabled to comment.